Hosea 10:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋagere Samaria ʋacatya mhuru dzeBeti‐aveni; nokuti ʋanhu ʋaro ʋacaicema, naʋaprista ʋaro ʋaiifarira, nokuɗa kwokukudzwa kwayo, nokuti kwabva kwairi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vanogara muSamaria vanotyira chifananidzo chemhuru chaBheti Avheni. Vanhu vacho vachachichema, ndizvo zvichaitawo vaprista vanonamata chifananidzo chacho; ivavo vakafarira kukudzwa kwacho, nokuti vachachitorerwa chigoendeswa kuutapwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vagari vomuSamaria vari kudedera vachityira zvimhuru zvokuBhetiavheni. Vanhu veko vachazvichema navapristi vazvo, vanamati vezvifananidzo vachazvichema, mbiri yazvo inenge yasasamuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vagere Samaria vachatya mhuru dzeBhetiavheni; nokuti vanhu varo vachaichema, navapristi varo vaiifarira, nokuda kwokukudzwa kwayo, nokuti kwabva kwairi.
Shona 2009?
Vagere Samaria vachatya mhuru dzeBhetiavheni; nokuti vanhu varo vachaichema, navaprista varo vaiifarira, nokuda kokukudzwa kwayo, nokuti kwabva kwairi.
Shona SUB 2002 Bible
Vagere Samaria vachatya mhuru dzeBhetiavheni; nokuti vanhu varo vachaichema, navapristi varo vaiifarira, nokuda kwokukudzwa kwayo, nokuti kwabva kwairi.