Hosea 10:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, Israeri, makatadza kubva pamazuʋa eGibea; ndi’po paʋakamira; ko ʋacakundwa nehondo inorwa naʋana ʋeɀakaipa paGibea here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kubva pamazuva eGibhea, wakatadza, iwe Israeri, uye ukarambirapo. Hondo haina kukunda vaiti vezvakaipa paGibhea here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Imi vaIsiraeri, kubvira pamazuva aye okuGibhea, makapara zvitadzo, kubvira ipapo makaramba muchingotadza. Hondo haichavasvikira here kuGibhea ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Aiwa, Isiraeri, makatadza kubva pamazuva eGibhea; ndipo pavakamira; ko vachakundwa nehondo inorwa navana vezvakaipa paGibhea here?
Shona 2009?
"Aiwa, Isiraeri, makatadza kubva pamazuva eGibhiya; ndipo pavakamira; ko vachakundwa nehondo inorwa navana vezvakaipa paGibhiya here?
Shona SUB 2002 Bible
“Aiwa, Isiraeri, makatadza kubva pamazuva eGibhia; ndipo pavakamira; ko vachakundwa nehondo inorwa navana vezvakaipa paGibhia here?