Hosea 11:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Israeri aciri mŋana muɗuku, ndaimuɗa, ndikaɗana mŋanakomana waŋgu abve Egipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Israeri paakanga achiri muduku, ndaimuda, uye ndakadana mwanakomana wangu kubva kuIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Isiraeri paakanga achiri mwana mudiki, ndaimuda. Ndakadaidza mwana wangu iyeyu kubva kuIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Isiraeri achiri mwana muduku, ndaimuda, ndikadana mwanakomana wangu abve Ijipiti.
Shona 2009?
"Isiraeri achiri mwana muduku, ndaimuda, ndikadana mwanakomana wangu abve Ijipiti.
Shona SUB 2002 Bible
“Isiraeri achiri mwana muduku, ndaimuda, ndikadana mwanakomana wangu abve Ijipiti.