Hosea 11:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro ini ndakadzidzisa Efraimi kufamba; ndakaʋatakura mumaʋoko aŋgu, asi haʋana‐kuziʋa kuti ndini ndakaʋaporesa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndini ndakadzidzisa Efuremu kufamba, ndichivasesedza namaoko avo; asi havana kuzvicherechedza kuti ndini ndakavarapa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iyeni ndini ndakadzidzisa vokwaEfuremu kufamba. Ndaivatakura mumaoko asi zvokuziva kuti ndini ndaivarapa, havana kuziva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro ini ndakadzidzisa Efuremu kufamba; ndakavatakura mumaoko angu, asi havana kuziva kuti ndini ndakavaporesa.
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro ini ndakadzidzisa Efuremu kufamba; ndakavatakura mumaoko angu, asi havana kuziva kuti ndini ndakavaporesa.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro ini ndakadzidzisa Efuremu kufamba; ndakavatakura mumaoko angu, asi havana kuziva kuti ndini ndakavaporesa.