Hosea 11:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋaŋgu ʋanoramba ʋaciɗa kudzokera shure ʋacindisiya; kunyaŋge ʋaciɗanwa kunoWokumsoro, haʋatoŋgosimuki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vangu vazvipira kutsauka vachibva kwandiri. Kunyange dai vakadana kuna Iye Wokumusoro-soro haangatongovasimudziri kunyange nenzira ipi zvayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vangu vaomarara nenyaya yokutsaukana neni. Saka joko nderavo hapana anovakumura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vangu vanoramba vachida kudzokera shure vachindisiya; kunyange vachidanwa kune Wokumusoro, havatongosimuki.
Shona 2009?
Vanhu vangu vanoramba vachida kudzokera shure vachindisiya; kunyange vachidamwa kune Wokumusoro, havatongosimuki.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vangu vanoramba vachida kudzokera shure vachindisiya; kunyangwe vachidanwa kune Wokumusoro, havatongosimuki.