Hosea 11:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handiŋgaiti nokutsamŋa kwaŋgu kukuru, handiŋgadzoki ndiciti ndiparadze Efraimi; nokuti ndiri Mŋari, handizi munhu, ndini Mutȿene pakati penyu, handiŋgaʋuyi ndakatsamŋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handingazadzisi kutsamwa kwangu kukuru kana kutendeuka kuti ndiparadze Efuremu. Nokuti ndiri Mwari, kwete munhu, Mutsvene pakati penyu. Handingauyi ndakatsamwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handicharatidza hasha dzangu dzinotyisa, vokwaEfuremu, handichavaparadza zvakare nokuti ini ndiri Mwari handisi munhu, iye Anoera, ndiri pakati penyu uye handisi kuuya kuzoparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handingaiti nokutsamwa kwangu kukuru, handingadzoki ndichiti ndiparadze Efuremu; nokuti ndiri Mwari, handizi munhu, ndini Mutsvene pakati penyu, handingauyi ndakatsamwa.
Shona 2009?
Handingaiti nokutsamwa kwangu kukuru, handingadzoki ndichiti ndiparadze Efuremu; nokuti ndiri Mwari, handizi munhu, ndini Mutsvene pakati penyu, handingauyi ndakatsamwa.
Shona SUB 2002 Bible
Handingaiti nokutsamwa kwangu kukuru, handingadzoki ndichiti ndiparadze Efuremu; nokuti ndiri Mwari, handizi munhu, ndini Mutsvene pakati penyu, handingauyi ndakatsamwa.