Hosea 12:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Efraimi ʋakatsamŋisa Jehova ɀikuru; naiɀoɀo mhaka ye ropa rake icasiyiwa kwaari, Ishe wake ucadzosera kuɀidzwa kwake kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Efuremu akamutsamwisa zvikuru kusvikira ashatirwa; Ishe wake achaisa paari mhosva dzake dzokudeura ropa uye achamupa mubayiro wokuzvidza kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaEfuremu vakamudenha zvakaipisisa; nezvo Tenzi achamurega achipfukirwa nemhosva yokudeura ropa. Tenzi achamutsividza kutsvinya kwake ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Efuremu vakatsamwisa Jehovha zvikuru; naizvozvo mhaka yeropa rake ichasiyiwa kwaari, Ishe wake achadzosera kuzvidzwa kwake kwaari.
Shona 2009?
Efuremu vakatsamwisa Jehovha zvikuru; naizvozvo mhaka yeropa rake ichasiyiwa kwaari, Ishe wake achadzosera kuzvidzwa kwake kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Efuremu vakatsamwisa Jehovha zvikuru; naizvozvo mhaka yeropa rake ichasiyiwa kwaari, Ishe wake achadzosera kuzvidzwa kwake kwaari.