Hosea 12:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀirokwaɀo, wakaita mitsimba nomutumŋa akakunda; wakacema, akamunyeŋgetera; wakamuwana paBeti‐eri, akataura’po nesu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaita mutsimba nomutumwa akamukurira; akachema akakumbira kuti anzwirwe nyasha naye. Akamuwana paBheteri akataura naye ipapo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akaita tsimba nomutumwa akabva akurira, akachema achimukumbira chikomborero. Akasangana naMwari paBhatieri ipapo Mwari akataura naye,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvirokwazvo, akaita mitsimba nomutumwa akakunda; akachema, akamunyengetera; akamuwana paBhetieri, akataurapo nesu,
Shona 2009?
zvirokwazvo, akaita mitsimba nomutumwa akakunda; akachema, akamunyengetera; akamuwana paBhetieri, akataurapo nesu,
Shona SUB 2002 Bible
zvirokwazvo, akaita mitsimba nomutumwa akakunda; akachema, akamunyengetera; akamuwana paBhetieri, akataurapo nesu,