Hosea 12:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye muKanani, ɀiyero ɀinonyeŋgera ɀiri muruʋoko rwake, unofarira kumanikidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutengesi anoshandisa chiero chinonyengera; anofarira kubiridzira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munhu wemhindu dzokutengesa zvinhu ane chikero mumaoko chinonyengedza, chaanongoda chete kudzvanyirira vamwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Iye muKanani, zviyero zvinonyengera zviri muruoko rwake, anofanira kumanikidza.
Shona 2009?
"Iye muKanani, zviyero zvinonyengera zviri muruoko rwake, anofanira kumanikidza.
Shona SUB 2002 Bible
“Iye muKenani, zviyero zvinonyengera zviri muruoko rwake, anofanira kumanikidza.