Hosea 12:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndini Jehova Mŋari wako, kubva panyika yeEgipita; ndicakugarisai ɀe mumatente, sapamazuʋa emitambo yakatarwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndini Jehovha Mwari wako, akakubudisa kubva muIjipiti; ndichakugarisaizve mumatende, sapamazuva emitambo yakatarwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndini Tenzi, Mwari wenyu, ndakakubvisai kunyika yeIjipiti. Ndichaitazve kuti mugare mumisasa yamatendhe sezvinoitwa panguva yamazuva makuru akatemwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndini Jehovha Mwari wako, kubva panyika yeIjipiti; ndichakugarisaizve mumatende, sapamazuva emitambo yakatarwa.
Shona 2009?
Asi ndini Jehovha Mwari wako, kubva panyika yeIjipiti; ndichakugarisaizve mumatende, sapamazuva emitambo yakatarwa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndini Jehovha Mwari wako, kubva panyika yeIjipiti; ndichakugarisaizve mumatende, sapamazuva emitambo yakatarwa.