Hosea 13:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Efraimi ʋakati ʋacitaura, kuɗeɗera kukaʋa’po; ʋakaɀikudza pakati paIsraeri; asi wakati apara mhaka naBaari, akafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Efuremu akati ataura, vanhu vakadedera; iye akakudzwa muIsraeri. Asi akava nemhosva yokunamata Bhaari uye akafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Painge vokwaEfuremu votaura, vanhu vaidedera, vairemekedzwa kwazvo muIsiraeri asi vakapara mhosva, pamusana paBhaari, vakafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Efuremu vakati vachitaura, kudedera kukavapo; vakazvikudza pakati paIsiraeri; asi akati apara mhaka naBhaari, akafa.
Shona 2009?
Efuremu vakati vachitaura, kudedera kukavapo; vakazvikudza pakati paIsiraeri; asi akati apara mhaka naBhaari, akafa.
Shona SUB 2002 Bible
Efuremu vakati vachitaura, kudedera kukavapo; vakazvikudza pakati paIsiraeri; asi akati apara mhaka naBhaari, akafa.