Hosea 13:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro ndini Jehova Mŋari wako kubva panyika yeEgipita; hamuziʋi mumŋe mŋari asi ini, hakunomumŋe muponesi kunze kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi ndini Jehovha Mwari wako, akakubudisa kubva muIjipiti. Haungazovi nomumwe Mwari kunze kwangu; kana mumwe Muponesi kunze kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndini Tenzi, Mwari wako kubvira kunyika yeIjipiti. Hakuna mumwe Mwari waunoziva kusiya ini, kunze kwangu hakunazve mumwe muponesi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kunyange zvakadaro ndini Jehovha Mwari wako kubva panyika yeIjipiti; hamuzivi mumwe mwari asi ini, hakuna mumwe muponesi kunze kwangu.
Shona 2009?
"Kunyange zvakadaro ndini Jehovha Mwari wako kubva panyika hamuzivi mumwe mwari asi ini, hakuna mumwe muponesi kunze kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
“Kunyangwe zvakadaro ndini Jehovha Mwari wako kubva panyika yeIjipiti; hamuzivi mumwe mwari asi ini, hakuna mumwe muponesi kunze kwangu.