Hosea 13:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀaʋakapiwa mafuro akanaka, ʋakaguta; ʋakaguta, mŋoyo yaʋo ikaɀikudza, naiɀoɀo ʋakandikaŋganwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandakavapa zvokudya, vakaguta; vakati vaguta, vakazvikudza ipapo vakandikanganwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakakufudzai mukaguta. Pamakanga maguta, makabva mapindwa nomwoyo wokuzvikudza mukabva mandikanganwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvavakapiwa mafuro akanaka, vakaguta; vakaguta, mwoyo yavo ikazvikudza, naizvozvo vakandikanganwa.
Shona 2009?
Zvavakapiwa mafuro akanaka, vakaguta; vakaguta, mwoyo yavo ikazvikudza, naizvozvo vakandikangamwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvavakapiwa mafuro akanaka, vakaguta; vakaguta, mwoyo yavo ikazvikudza, naizvozvo vakandikanganwa.