Hosea 13:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ndaʋa kwaʋari seshumba, ndicaʋagarira panzira seŋgwe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ndichauya kwavari seshumba, ndichavagarira panzira sembada,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka ndichava seshumba kwavari, ndichavahwandira munyasi menzira sembada.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka ndava kwavari seshumba, ndichavagarira panzira sengwe;
Shona 2009?
Saka ndava kwavari seshumba, ndichavagarira panzira sengwe;
Shona SUB 2002 Bible
Saka ndava kwavari seshumba, ndichavagarira panzira sengwe;