Hosea 14:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, imi Israeri, dzokerai kunaJehova Mŋari wenyu, nokuti makagumburwa neɀakaipa ɀenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iwe Israeri, dzokera kuna Jehovha Mwari wako. Zvivi zvako ndizvo zvakakonzera kuwa kwako!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi vaIsiraeri, dzokerai kuna Tenzi, Mwari wenyu nokuti makadhadharika pamusana pouipi hwenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Aiwa, imi Isiraeri, dzokerai kuna Jehovha Mwari wenyu, nokuti makagumburwa nezvakaipa zvenyu.
Shona 2009?
Aiwa, imwi Isiraeri, dzokerai kuna Jehovha Mwari wenyu, nokuti makagumburwa nezvakaipa zvenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Aiwa, imi Isiraeri, dzokerai kuna Jehovha Mwari wenyu, nokuti makagumburwa nezvakaipa zvenyu.