Hosea 14:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋa seɗoʋa kunaIsraeri, ʋacatuŋga seruʋa, ʋacatanda midzi yaʋo seRebanoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichava sedova kuna Israeri, achatunga seruva remahapa. Somusidhari weRebhanoni achadzikisa midzi yake;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita sedova kuIsiraeri igotumbuka seruva rejongwe igodzika midzi somupopura
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichava sedova kuna Isiraeri, vachatunga seruva, vachatanda midzi yavo seRebhanoni.
Shona 2009?
Ndichava sedova kuna Isiraeri, vachatunga seruva, vachatanda midzi yavo seRebhanoni.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichava sedova kuna Isiraeri, vachatunga seruva, vachatanda midzi yavo seRebhanoni.