Hosea 14:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mataʋi aʋo acatanda, kunaka kwaʋo kucafanana nomuorivi, nokunhuwira kwaʋo sokweRebanoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mabukira ake achakura. Kunaka kwake kuchafanana nekwomuti womuorivhi, kunhuwira kwake sekwomusidhari weRebhanoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nhungirwa dzayo dzichipasa uko nokoko, kuyevedza kweIsiraeri kuchaita sekwemuorivhi, kunhuwirira kwayo, kuchiita sekwenyika yeRebhanoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Matavi avo achatanda, kunaka kwavo kuchafanana nomuorivhi, nokunhuwira kwavo sokweRebhanoni.
Shona 2009?
Matavi avo achatanda, kunaka kwavo kuchafanana nomuorivhi, nokunhuhwira kwavo sokweRebhanoni.
Shona SUB 2002 Bible
Matavi avo achatanda, kunaka kwavo kuchafanana nomuorivhi, nokunhuwira kwavo sokweRebhanoni.