Hosea 2:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaɀisimira iye panyika; ndicamunzwira nyasha, iye wakaŋga asina‐kunzwirwa nyasha; ndicati kunaiʋo ʋakaŋga ʋasi ʋanhu ʋaŋgu: Imi muri ʋanhu ʋaŋgu, iʋo ʋacati: Imi muri Mŋari waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichamusima panyika nokuda kwangu; ndicharatidza rudo kuno uyo wandakati ‘Haasiye wandinoda.’ Ndichati kuna avo vanonzi ‘Havasi vanhu vangu,’ ‘Muri vanhu vangu,’ uye ivo vachati, ‘Muri Mwari wangu.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichamusimireni pachangu munyika iyoyi, ndichinzwirawo tsitsi, “Mushayirwatsitsi” ndigoti kuna, “Vasivangu,” “Imi mava vanhu vangu,” Vasivangu achizotiwo, “Ndimi Mwari wangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichazvisimira iye panyika; ndichamunzwira nyasha, iye akanga asina kunzwirwa nyasha; ndichati kuna ivo vakanga vasi vanhu vangu, “Imi muri vanhu vangu,” ivo vachati, “Imi muri Mwari wedu.”
Shona 2009?
Ndichazvisimira iye panyika; ndichamunzwira nyasha, iye akanga asina kunzwirwa nyasha; ndichati kuna ivo vakanga vasi vanhu vangu, "Imi muri vanhu vangu," ivo vachati, "Imi muri Mwari wedu."
Shona SUB 2002 Bible
Ndichazvisimira iye panyika; ndichamunzwira nyasha, iye akanga asina kunzwirwa nyasha; ndichati kuna ivo vakanga vasi vanhu vangu, “Imi muri vanhu vangu,” ivo vachati, “Imi muri Mwari wedu.”