Hosea 2:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ndirege kumukumurira ŋguʋo dzake dzose, ndimuite seɀaakaŋga akaita nezuʋa rokuɀarwa kwake, ndimuite serenje, ndimushandure aʋe nyika yakawoma, ndimuʋuraye nenyota.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana zvikasadaro, ndichavabvisa nguo dzose vagosara vakashama sezvavakanga akaita musi wavakaberekwa. Ndichavaita segwenga ndigovashandura vave nyika yakaoma uye ndichavauraya nenyota.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndingadaro ndikavapfekenura mbatya vakasara vangoita sokuuya kwavakaita musi wavakaberekwa ndivaite segwenga zvaro, ndivaite senyika yakaoma ndikavauraya nenyota.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti ndirege kumukumurira nguo dzake dzose, ndimuite sezvaakanga akaita nezuva rokuzvarwa kwake, ndimuite serenje, ndimushandure ave nyika yakaoma, ndimuuraye nenyota.
Shona 2009?
kuti ndirege kumukumurira nguo dzake dzose, ndimuite sezvaakanga akaita nezuva rokuzvarwa kwake, ndimuite serenje, ndimushandure ave nyika yakaoma, ndimuuraye nenyota.
Shona SUB 2002 Bible
kuti ndirege kumukumurira nguo dzake dzose, ndimuite sezvaakanga akaita nezuva rokuzvarwa kwake, ndimuite serenje, ndimushandure ave nyika yakaoma, ndimuuraye nenyota.