Hosea 2:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo tarira, ndicasosera nzira yako neminzwa, ndicamuʋakira ruȿiŋgo, kuti arege kuwana nzira dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo ndichasosera nzira yavo namasanzu eminzwa; ndichavapfigira mukati morusvingo zvokuti havangawani nzira yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo ndichasosa nzira yavo neminzwa ndigovavakirira nerusvingo kuti vatadze kuwana nzira dzavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo tarira, ndichasosera nzira yako neminzwa, ndichamuvakira rusvingo, kuti arege kuwana nzira dzake.
Shona 2009?
Naizvozvo tarira, ndichasosera nzira yako nemhinzwa, ndichamuvakira rusvingo, kuti arege kuwana nzira dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo tarira, ndichasosera nzira yako neminzwa, ndichamuvakira rusvingo, kuti arege kuwana nzira dzake.