Hosea 2:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucateʋera ʋaɗikani ʋake, asi haaŋgaʋaɓati; ucaʋatȿaka, asi haaŋgaʋawani; ipapo ucati: Ndicadzokera kumurume waŋgu wokutaŋga, nokuti neŋguʋa iyo ndaifara kupfuʋura ɀino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachadzinganisa vadiwa vavo asi havangavabati; vachavatsvaka, asi havangavawani. Ipapo vachati, ‘Ndichadzokera kumurume wangu sapakutanga nokuti ipapo ndaiva nani kupfuura pari zvino.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vacharonda zvikomba zvavo vagotadza kuzvibata, vachazvitsvaka vagozvishaya. Ndipo pavachati, “Regai ndisve ndadzokera kumurume wangu wokutanga nokuti zvakanga zviri nani kwandiri pane zvazviri nhasi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achatevera vadikani vake, asi haangavabati; achavatsvaka, asi haangavawani; ipapo achati, “Ndichadzokera kumurume wangu wokutanga, nokuti nenguva iyo ndaifara kupfuura zvino.”
Shona 2009?
Achatevera vadikani vake, asi haangavabati; achavatsvaka, asi haangavawani; ipapo achati, "Ndichadzokera kumurume wangu wokutanga, nokuti nenguva iyo ndaifara kupfuura zvino."
Shona SUB 2002 Bible
Achatevera vadikani vake, asi haangavabati; achavatsvaka, asi haangavawani; ipapo achati, “Ndichadzokera kumurume wangu wokutanga, nokuti nenguva iyo ndaifara kupfuura zvino.”
Recommended Reading