Hosea 3:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kwandiri: Cienda ɀe, undoɗa mukadzi unoɗikanwa nomurume wake, asiciri cifeʋe, seɀinoɗa Jehova ʋana ʋaIsraeri, kunyaŋge ʋacitsaukira kunaʋamŋe ʋamŋari, ʋaciɗa mapundu amazambiriŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kwandiri, “Enda, undodazve mukadzi wako, kunyange achidiwa nomumwe uye ari chifeve. Umude sokuda kunoita Jehovha vaIsraeri, kunyange vachitendeukira kuna vamwe vamwari vachida makeke akaereswa ane marezini.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akanditiwo, “Chiendazve undodanana nomukadzi ane chikomba iye ari pfambi, sezvakangoitawo Tenzi anoda vanhu veIsiraeri, kunyange zvazvo ivo vachitendeukira kune vamwe vamwari vachitorwa mwoyo nezvambwa zvamaonde,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati kwandiri, “Chiendazve, undoda mukadzi anodikanwa nomurume wake, asi chiri chifeve, sezvinoda Jehovha vana vaIsiraeri, kunyange vachitsaukira kuna vamwe vamwari, vachida mapundu amadzambiringa.”
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati kwandiri, "Chiendazve, undoda mukadzi anodikamwa nomurume wake, asi chiri chifeve, sezvinoda Jehovha vana vaIsiraeri, kunyange vachitsaukira kuna vamwe vamwari, vachida mapundu amadzamb iringa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kwandiri, “Chiendazve, undoda mukadzi anodikanwa nomurume wake, asi chiri chifeve, sezvinoda Jehovha vana VaIsiraeri, kunyangwe vachitsaukira kuna vamwe vamwari, vachida mapundu amazambiringa.”