Hosea 4:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacadya, asi haʋaŋgaguti; ʋacapata, asi haʋaŋgawandi, nokuti ʋakarega kuʋa nehanya naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vachadya asi havangaguti; vachaita ufeve asi havangawandi, nokuti vakatiza Jehovha kuti vazvipire
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kudya, muchadya zvenyu asi musingaguti, zvoufeve izvi muchiita asi pasina vana vanoberekwa nokuti makafuratira Tenzi muchifarira ufeve.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachadya, asi havangaguti; vachapata, asi havangawandi, nokuti vakarega kuva nehanya naJehovha.
Shona 2009?
Vachadya, asi havangaguti; vachapata, asi havangawandi, nokuti vakarega kuva nehanya naJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Vachadya, asi havangaguti; vachapata, asi havangawandi, nokuti vakarega kuva nehanya naJehovha.