Hosea 4:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakuneɀimŋe asi kupika, nokunyeŋgera, nokuʋuraya, nokuɓa, nokuita ʋupombge; ʋanopaza dzimba, kuteʋura ropa kunoramba kuciteʋera kuteʋura ropa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mune kutuka chete, kunyengera nokuuraya, kuba noupombwe; vanoparadza zvose zvinovadzivisa, uye kudeuka kweropa kunotevera kudeuka kweropa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kupika nhema nokureva nhema nokuuraya, nokuba nokuita upombwe, uye utsinye husina muganhu, uyezve kuuraya kusina magumo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hakune zvimwe asi kupika, nokunyengera, nokuuraya, nokuba, nokuita upombwe; vanopaza dzimba, kuteura ropa kunoramba kuchitevera kuteura ropa.
Shona 2009?
Hakune zvimwe asi kupika, nokunyengera, nokuuraya, nokuba, nokuita upombwe; vanopaza dzimba, kuteura ropa kunoramba kuchitevera kuteura ropa.
Shona SUB 2002 Bible
Hakuna zvimwe asi kupika, nokunyengera, nokuuraya, nokuba, nokuita upombwe; vanopaza dzimba, kuteura ropa kunoramba kuchitevera kuteura ropa.