Hosea 4:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe ucagumburwa masikati, nomuprofita ucagumburwa ʋo pamŋe cete newe ʋusiku; ndicaparadza mai ʋako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi munogumburwa masikati nousiku, uye vaprofita vanogumburwawo pamwe chete nemi. Saka ndichaparadza mai venyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uchadzadzarika masikati machena muporofitawo achadzadzarika pamwechete newe nousiku. Ndichaparadza Isiraeri amai venyu ivavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe uchagumburwa masikati, nomuporofita achagumburwawo pamwechete newe usiku; ndichaparadza mai vako.
Shona 2009?
Iwe uchagumburwa masikati, nomuporofita achagumburwawo pamwechete newe usiku; ndichaparadza mai vako.
Shona SUB 2002 Bible
Iwe uchagumburwa masikati, nomuporofita achagumburwawo pamwechete newe usiku; ndichaparadza mai vako.