Hosea 4:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋaciwanda, kunditadzira kwaʋo kukawanda ʋo, ndicashandura kukudzwa kwaʋo ndikuite kunyadziswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaprista vakati vachiwanda, kunditadzira kwavo kukawandawo; vakatsinhanisa kukudzwa nechimwe chinhu chinonyadzisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Sokuwanda kwamakaita, imi vapristi ndokuwandawo kwakaita zvitadzo zvenyu kwandiri. Mhiri yenyu ndichaisandura ndikaiita nyadzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vakati vachiwanda, kunditadzira kwavo kukawandawo, ndichashandura kukudzwa kwavo ndikuite kunyadziswa.
Shona 2009?
"Vakati vachiwanda, kunditadzira kwavo kukawandawo, ndichashandura kukudzwa kwavo ndikuite kunyadziswa.
Shona SUB 2002 Bible
“Vakati vachiwanda, kunditadzira kwavo kukawandawo, ndichashandura kukudzwa kwavo ndikuite kunyadziswa.