Hosea 4:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ɀakaita ʋanhu, ndiɀo ɀicaita muprista ʋo; ndicaʋaroʋa pamsoro penzira dzaʋo, ndicaʋaripidzira ɀaʋanoɓata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye zvichaitika kuti: Zvakaita vanhu, ndizvo zvichaitawo vaprista. Ndicharanga vose, nokuda kwenzira dzavo uye ndichavapa mubayiro wamabasa avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvinenge zvaita mupristi ndizvowo zvichange zvakaita vanhu ndichakurangirai maitiro enyu ndichatsividza zviito zvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Saka zvakaita vanhu, ndizvo zvichaita mupristiwo; ndichavarova pamusoro penzira dzavo, ndichavaripidzira zvavanobata.
Shona 2009?
"Saka zvakaita vanhu, ndizvo zvichaita mupristawo; ndichavarova pamusoro penzira dzavo, ndichavaripidzira zvavanobata.
Shona SUB 2002 Bible
“Saka zvakaita vanhu, ndizvo zvichaita mupristiwo; ndichavarova pamusoro penzira dzavo, ndichavaripidzira zvavanobata.