Hosea 5:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Efraimi wakamanikidzwa, wakapxanyiwa nokutoŋgwa, nokuti wakaŋga acitenda kuteʋera murairo waʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Efuremu adzvinyirirwa atsikwa-tsikwa mukutongwa, nokuti akada kutevera zvifananidzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaEfuremu vari kudzvinyirirwa kutongwa kwavo ndokwekumbunyikidzwa, pamusana pokuti vakaramba voda zvisina maturo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Efuremu akamanikidzwa, akapwanyiwa nokutongwa, nokuti akanga achitenda kutevera murayiro wavanhu.
Shona 2009?
Efuremu wakamanikidzwa wakapwanyiwa nokutongwa, nokuti akanga achitenda kutevera murayiro wavanhu.
Shona SUB 2002 Bible
“Efuremu akamanikidzwa, akapwanyiwa nokutongwa, nokuti akanga achitenda kutevera murairo wavanhu.