Hosea 5:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaenda ndicidzokera kunɀimbo yaŋgu, kuȿikira ʋatenda kutadza kwaʋo, ʋakatȿaka ciso caŋgu; pakutambudzika kwaʋo ʋacanditȿaka nomŋoyo wose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure maizvozvo ndichadzokera kunzvimbo yangu, kusvikira vabvuma mhosva yavo. Uye vachatsvaka chiso changu; pakutambudzika kwavo vachanditsvaka nomwoyo wose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndichadzokerazve kunzvimbo yangu kusvikira vabvuma mhosva yavo vachizonditsvaga, vapindwa nenhamo kudaro vava kunditsvaga vachiti.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichaenda ndichidzokera kunzvimbo yangu, kusvikira vatenda kutadza kwavo, vakatsvaka chiso changu; pakutambudzika kwavo vachanditsvaka nomwoyo wose.”
Shona 2009?
"Ndichaenda ndichidzokera kunzvimbo yangu, kusvikira vatenda kutadza kwavo, vakatsvaka chiso changu; pakutambudzika kwavo vachanditsvaka nomwoyo wose."
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichaenda ndichidzokera kunzvimbo yangu, kusvikira vatenda kutadza kwavo, vakatsvaka chiso changu; pakutambudzika kwavo vachanditsvaka nomwoyo wose.”