Hosea 5:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoziʋa Efraimi, Israeri haʋana‐kuʋanzika pamberi paŋgu; nokuti ɀino, iwe Efraimi, wakapata, Israeri ʋakaȿiɓiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoziva zvose zviri pamusoro paEfuremu; Israeri haina kuvanzika kwandiri. Efuremu, watendeukira zvino kuufeve; Israeri avora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaEfuremu ndinovaziva hapanawo chokwaIsiraeri chakavanzika kwandiri nokuti kutaura kuno imi vokwaEfuremu makaita ufeve imi vokwaIsiraeri man'ora.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinoziva Efuremu, Isiraeri havana kuvanzika pamberi pangu; nokuti zvino iwe Efuremu, wakapata, Isiraeri vakasvibiswa.”
Shona 2009?
Ndinoziva Efuremu, Isiraeri havana kuvanzika pamberi pangu; nokuti zvino iwe Efuremu, wakapata, Isiraeri vakasvibiswa."
Shona SUB 2002 Bible
Ndinoziva Efuremu, Isiraeri havana kuvanzika pamberi pangu; nokuti zvino iwe Efuremu, wakapata, Isiraeri vakasvibiswa.”