Hosea 5:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaenda namakwai aʋo neŋombe dzaʋo kundotȿaka Jehova, asi haʋaŋgamuwani; wakaenda kure naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavachaenda namakwai nemombe dzavo kundotsvaka Jehovha, havazomuwani; iye azvibvisa kwavari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvibayiro zvemombe nezvimwewo zvipfuwo vachaenda kundotsvaka Tenzi, asi havazi kuzomuwana nokuti kwavari akabva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vachaenda namakwai avo nemombe dzavo kundotsvaka Jehovha, asi havangamuwani; akaenda kure navo.
Shona 2009?
"Vachaenda namakwai avo nemombe dzavo kundotsvaka Jehovha, asi havangamuwani; akaenda kure navo.
Shona SUB 2002 Bible
“Vachaenda namakwai avo nemombe dzavo kundotsvaka Jehovha, asi havangamuwani; akaenda kure navo.