Hosea 5:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakanyeŋgera Jehova, nokuti ʋakaɓereka ʋana ʋasati ʋari ʋaʋo; ɀino mutambo wokugara kwomŋedzi ucaʋapedza pamŋe cete neminda yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havana kutendeka kuna Jehovha; vanobereka vana voupombwe. Zvino mitambo yavo yoKugara kwoMwedzi, ichavadya pamwe chete neminda yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havana kuva pachokwadi naTenzi nokuti vakaita vana vomusango. Zvino Zuva guru rokugara kwomwedzi ndorichava kuparara kwavo iyemi neminda yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakanyengera Jehovha, nokuti vakabereka vana vasati vari vavo; zvino mutambo wokugara kwomwedzi uchavapedza pamwechete neminda yavo.
Shona 2009?
Vakanyengera Jehovha, nokuti vakabereka vana vasati vari vavo; zvino mutambo wokugara komwedzi uchavapedza pamwechete neminda yavo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakanyengera Jehovha, nokuti vakabereka vana vasati vari vavo; zvino mutambo wokugara kwomwedzi uchavapedza pamwechete neminda yavo.