Hosea 5:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ridzai mumanzi paGibea, nehwamanda paRama; ridzai mhere paBeti‐aveni: Ʋari shure kwako, iwe Benjamini!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ridzai hwamanda paGibhea, norunyanga paRama. Ridzai mhere yehondo paBheti Avheni; tungamira pamberi, iwe Bhenjamini.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ridzirai hwamanda muGibhea, nebhosvo muRama, muridze huhwi muBhetiavheni. Narwoyi rwokurwisa imi vokwaBhenjamini
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ridzai mumanzi paGibhea, nehwamanda paRama; ridzai mhere paBhetiavheni; vari shure kwako, iwe Bhenjamini!
Shona 2009?
"Ridzai mumanzi paGibhiyoni, nehwamanda paRama; ridzai mhere paBhetiavheni; vari shure kwako, iwe Bhenjamini!
Shona SUB 2002 Bible
“Ridzai mumanzi paGibhia, nehwamanda paRama; ridzai mhere paBhetiavheni; vari shure kwako, iwe Bhenjamini!