Hosea 5:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika ya Efraimi icaitwa matoŋgo nezuʋa rokutukwa; ndakaziʋisa pakati paIsraeri ɀicazoʋa’po ɀirokwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Efuremu achaparadzwa pazuva rokutongwa. Pakati pamarudzi aIsraeri ndinozivisa zvinhu zvechokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Efuremu ichasara yangova nyika zvayo, isina chinhu pazuva rayo rokurangwa. Zvandiri kutaura ini ichokwadi ichocho mukati memadzinza okwaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nyika yaEfuremu ichaitwa matongo nezuva rokutukwa; ndakazivisa pakati paIsiraeri zvichazovapo zvirokwazvo.
Shona 2009?
"Nyika yaEfuremu ichaitwa matongo nezuva rokutukwa; ndakazivisa pakati paIsiraeri zvichazovapo zvirokwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
“Nyika yaEfuremu ichaitwa matongo nezuva rokutukwa; ndakazivisa pakati paIsiraeri zvichazovapo zvirokwazvo.