Hosea 6:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Newe ʋo, Juda, wakagadzirirwa kukohwa, neŋguʋa yandinodzosa kutapxa kwaʋanhu ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nokwauriwo iwe, Judha, kukohwa kwatarwa, pose pandichadzorera maropafadzo avanhu vangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nemiwo vokwaJudha muchakohwa mubayiro wenyu wakakumirirai. Pandichadzosa kutapwa vanhu vangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Newewo, Judha, wakagadzirirwa kukohwa, nenguva yandinodzosa kutapwa kwavanhu vangu.
Shona 2009?
"Newevo, Judha, wakagadzirirwa kukohwa, nenguva yandinodzosa kutapwa kwavanhu vangu.
Shona SUB 2002 Bible
“Newewo, Judha, wakagadzirirwa kukohwa, nenguva yandinodzosa kutapwa kwavanhu vangu.