Hosea 6:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgati mu ziʋe, ŋgatishiŋgaire kuziʋa Jehova; kuɓuɗa kwake kwakatemŋa sokwamaŋgwanani; ucaʋuya kwatiri semvura, semvura yokuteʋerera inoɗiridza nyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngatimuzivei iye Jehovha; ngatishingairirei kumuziva. Zvirokwazvo sokubuda kwezuva, iye achaonekwa; achauya kwatiri semvura yomuchando, semvura yebumharutsva inodiridza nyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngatizivei, ngativavarirei kuziva Tenzi kuuya kwake kuri pachokwadi sokusvika kunoita mambakwedza, achauya kwatiri semvura inonaya semvura yomunhuruka inodiridza nyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngatimuzive, ngatishingaire kuziva Jehovha; kubuda kwake kwakatemwa sokwamangwanani; achauya kwatiri semvura, semvura yokuteverera inodiridza nyika.”
Shona 2009?
Ngatimuzive, ngatishingaire kuziva Jehovha; kubuda kwake kwakatemwa sokwamangwanani; achauya kwatiri semvura, semvura yokuteverera inodiridza nyika."
Shona SUB 2002 Bible
Ngatimuzive, ngatishingaire kuziva Jehovha; kubuda kwake kwakatemwa sokwamangwanani; achauya kwatiri semvura, semvura yokuteverera inodiridza nyika.”