Hosea 6:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, Efraimi, ndicakuitei? Haiwa, Juda ndicakuitei? Nokuti kunaka kwenyu kwakaita semhute yamaŋgwanani, ʋuye seɗoʋa rinokurumidza kuenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndichaiteiko newe, Efuremu? Ndichaiteiko newe, Judha? Rudo rwenyu rwakafanana nemhute yamangwanani, sedova ramangwanani rinopera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndodiiko nemi vanhu vokwaEfuremu? Ndodiiko ini nemi vanhu vokwaJudha? Rudo rwenyu, rwakaita semhute yemangwanani, sedova zvaro risingatani kunyungudika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Aiwa, Efuremu, ndichakuitei? Aiwa, Judha ndichakuitei? Nokuti kunaka kwenyu kwakaita semhute yamangwanani, uye sedova rinokurumidza kuenda.
Shona 2009?
"Aiwa, Efuremu, ndichakuitei? Aiwa, Judha ndichakuitei? Nokuti kunaka kwenyu kwakaita semhute yamangwanani, uye sedova rinokurumidza kuenda.
Shona SUB 2002 Bible
“Aiwa, Efuremu, ndichakuitei? Aiwa, Judha ndichakuitei? Nokuti kunaka kwenyu kwakaita semhute yamangwanani, uye sedova rinokurumidza kuenda.