Hosea 6:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Seɀakaita makororo anoʋandira munhu, saiɀoɀo ɓoka raʋaprista rinoʋuraya panzira inoenda Shekemi; ɀirokwaɀo, ʋakaita ɀinonyadzisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samakororo anovandira munhu, ndizvo zvinoita boka ravaprista. Vanouraya vanhu panzira inoenda kuShekemu, vachipara mhosva dzinonyadzisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvinongoita makororo kuhwandira vanhu ndizvozvo zviri kuitwa navapristi, vanouraya vanhu panzira inoenda Shikemu. Ndozvavanoita chaizvo zvakaipisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sezvakaita makororo anovandira munhu, saizvozvo boka ravapristi rinouraya panzira inoenda Shekemi; zvirokwazvo, vakaita zvinonyadzisa.
Shona 2009?
Sezvakaita makororo anovandira munhu, saizvozvo boka ravaprista rinouraya panzira inoenda Shekemi; zvirokwazvo, vakaita zvinonyadzisa.
Shona SUB 2002 Bible
Sezvakaita makororo anovandira munhu, saizvozvo boka ravapristi rinouraya panzira inoenda Shekemi; zvirokwazvo, vakaita zvinonyadzisa.