Hosea 7:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuɀikudza kwaIsraeri kunopupura pamberi pake, asi haʋana‐kudzokera kunaJehova Mŋari waʋo, kana kumutȿaka, kunyaŋge iɀi ɀose ɀakaɗaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuzvikudza kwaIsraeri kunomupupurira zvakaipa, asi kunyange zvakadaro iye haadzoki kuna Jehovha Mwari wake kana kumutsvaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzvitutumadza kwevokwaIsiraeri kwavapfukira zvino asi havasi kudzoka kuna Tenzi, Mwari wavo, kunyange kumutsvaka pamusana pezvose izvozvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuzvikudza kwaIsiraeri kunopupura pamberi pake, asi havana kudzokera kuna Jehovha Mwari wavo, kana kumutsvaka, kunyange izvi zvose zvakadaro.
Shona 2009?
Kuzvikudza kwaIsiraeri kunopupura pamberi pake, asi havana kudzokera kuna Jehovha Mwari wavo, kana kumutsvaka, kunyange izvi zvose zvakadaro.
Shona SUB 2002 Bible
Kuzvikudza kwaIsiraeri kunopupura pamberi pake, asi havana kudzokera kuna Jehovha Mwari wavo, kana kumutsvaka, kunyangwe izvi zvose zvakadaro.