Hosea 7:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ndakaʋadzidzisa nokusimbisa maʋoko aʋo, kunyaŋge ɀakaɗaro ʋanofuŋga kundiitira ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakavadzidzisa ndikavasimbisa, asi vanorangana kundiitira zvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvazvo, ndiri ini zvangu, ndakavadzidzisa ndichivasimbaradza, asi ivo vakaita bangano rokutondipandukira zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange ndakavadzidzisa nokusimbisa maoko avo, kunyange zvakadaro vanofunga kundiitira zvakaipa.
Shona 2009?
Kunyange ndakavadzidzisa nokusimbisa maoko avo, kunyange zvakadaro vanofunga kundiitira zvakaipa
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe ndakavadzidzisa nokusimbisa maoko avo, kunyangwe zvakadaro vanofunga kundiitira zvakaipa.