Hosea 8:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Efraimi ɀaakawanza maartari okutadza nawo, maartari ake akamutadzisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kunyange Efuremu akavaka aritari zhinji dzezvipiriso zvechivi, idzi dzava aritari dzokuitira zvivi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kunyange vokwaEfuremu vakavaka zvavo atari neatari dzokupfupirira zvitadzo, atari dzacho dzava atari dzokuparira zvitadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Efuremu zvaakawanza maaritari okutadza nawo, maaritari ake akamutadzisa.
Shona 2009?
"Efuremu zvaakawanza maaritari okutadza nawo, maaritari ake akamutadzisa.
Shona SUB 2002 Bible
“Efuremu zvaakawanza maatari okutadza nawo, maatari ake akamutadzisa.