Hosea 8:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ɀiri ɀiɓayiro ɀeɀipiriso ɀaŋgu, ʋanoɓayira nyama ndokuidya; asi Jehova haana‐kuɀigamucira; ɀino ucaraŋgarira ɀakaipa ɀaʋo, nokuʋaroʋa pamsoro peɀiʋi ɀaʋo; ʋacadzokera Egipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanopa zvibayiro kwandiri uye vodya nyama yacho, asi Jehovha haafadzwi navo. Zvino acharangarira uipi hwavo uye acharanga zvivi zvavo: Vachadzokera kuIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvokupira zvibayiro ndizvo zvavanofarira vanoitaka chibayiro chenyama vodya nyama iyoyo asi Tenzi haambozvifarira iye zvino ava kutorangarira uipi hwavo agorangira zvitadzo zvavo. Vachapishinukira kwakare kuIjipiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana zviri zvibayiro zvezvipiriso zvangu, vanobayira nyama ndokuidya; asi Jehovha haana kuzvigamuchira; zvino ucharangarira zvakaipa zvavo, nokuvarova pamusoro pezvivi zvavo; vachadzokera Ijipiti.
Shona 2009?
Kana zviri zvibayiro zvezvipiriso zvangu, vanobayira nyama ndokuidya; asi Jehovha haana kuzvigamuchira; zvino ucharangarira zvakaipa zvavo, nokuvarova pamusoro pezvivi zvavo; vachadzokera Ijipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Kana zviri zvibairo zvezvipiriso zvangu, vanobayira nyama ndokuidya; asi Jehovha haana kuzvigamuchira; zvino ucharangarira zvakaipa zvavo, nokuvarova pamusoro pezvivi zvavo; vachadzokera Ijipiti.