Hosea 8:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Israeri ʋakakaŋganwa Muiti waʋo, ʋakaʋaka dzimba dzoʋushe; Juda ʋakawanza maguta akakomberedzwa namaȿiŋgo; asi ini ndicatuma mŋoto kumaguta aʋo, ucapedza dzimba dzoʋushe dzawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Israeri akakanganwa Musiki wake ndokuvaka mizinda; Judha akomberedza maguta mazhinji namasvingo. Asi ndichatumira moto pamaguta avo uchaparadza masvingo avo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vokwaIsiraeri vakakanganwa Musiki wavo vakavaka mizinda. VokwaJudha vakavakawo maguta etsvingo akawanda asi ndichatuma moto pamaguta avo, ucharoromesa nzvimbo dzavo dzokuzvidzivirira muhondo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti Isiraeri vakakanganwa Muiti wavo, vakavaka dzimba dzoushe; Judha vakawanza maguta akakomberedzwa namasvingo; asi ini ndichatuma moto kumaguta avo, uchapedza dzimba dzoushe dzawo.”
Shona 2009?
"Nokuti Isiraeri vakakangamwa Muiti wavo, vakavaka dzimba dzoushe; Judha vakawanza maguta akakomberedzwa namasvingo; asi ini ndichatuma moto kumaguta avo, uchapedza dzimba dzoushe dzawo."
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti Isiraeri vakakanganwa Muiti wavo, vakavaka dzimba dzoushe; Judha vakawanza maguta akakomberedzwa namasvingo; asi ini ndichatuma moto kumaguta avo, uchapedza dzimba dzoushe dzawo.”