Hosea 8:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaɗana kwandiri, ʋaciti: Mŋari waŋgu, isu ʋaIsraeri tinokuziʋai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vanodana kwandiri vachiti, ‘Haiwa, Mwari wedu, tinokuzivai!’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwandiri ndokwavanochema vachiti, ‘Nhai Mwari wangu! Inga isu vokwaIsiraeri tinokuzivai wani!’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachadana kwandiri, vachiti, ‘Mwari wangu, isu vaIsiraeri tinokuzivai.’
Shona 2009?
Vachadana kwandiri, vachiti, `Mwari wangu, isu vaIsiraeri tinokuzivai.'
Shona SUB 2002 Bible
Vachadana kwandiri, vachiti, ‘Mwari wangu, isu VaIsiraeri tinokuzivai.’