Hosea 8:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti cinhu ici cakabva ʋo kuʋaIsraeri; mupfuri wakaciita, hacizi Mŋari; ɀirokwaɀo, mhuru yeSamaria icaputswa‐putswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvinobva kuIsraeri! chimhuru ichi, chakagadzirwa nomupfuri, hachizi Mwari. Chichaputsika kuita zvimedu zvimedu, icho chimhuru cheSamaria.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga wani zvakabva muIsiraeri. Zvakagadzirwa nemhizha mhuru iyoyo, haisi Mwari. Mhuru yacho inoereswa muSamaria ichapwanyiwa kuti mwarara
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti chinhu ichi chakabvawo kuvaIsiraeri; mupfuri wakachiita, hachizi Mwari; zvirokwazvo, mhuri yeSamaria ichaputswa-putswa.
Shona 2009?
Nokuti chinhu ichi chakabvawo kuvaIsiraeri; mupfuri wakachiita, hachizi Mwari; zvirokwazvo, mhuri yeSamaria ichaputswa-putswa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti chinhu ichi chakabvawo kuVaIsiraeri; mupfuri wakachiita, hachizi Mwari; zvirokwazvo, mhuri yeSamaria ichaputswa–putswa.