Hosea 9:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋari Efraimi, kukudzwa kwaʋo kucabururuka seshiri; kuɓereka hakuŋgaʋi’po, kana kukurirwa, kana kunaka pamuʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kukudzwa kwaEfuremu kuchabhururuka seshiri, pasina kubereka, pasina pamuviri, pasina kubata pamuviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mbiri yevokwaEfuremu ichabhururuka kutiza seshiri. Zvokusununguka mwana pasisina, zvokuzvitakura zvapera kusisina zvokubata pamuviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana vari Efuremu, kukudzwa kwavo kuchabhururuka seshiri; kubereka hakungavipo, kana kukurirwa, kana kunaka pamuviri.
Shona 2009?
"Kana vari VaEfuremu, kukudzwa kwavo kuchabhururuka seshiri; kubereka hakungavipo, kana kukurirwa, kana kunaka pamuviri.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana vari Efuremu, kukudzwa kwavo kuchabhururuka seshiri; kubereka hakungavipo, kana kukurirwa, kana kunaka pamuviri.