Hosea 9:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ciʋapai, Jehova — mucaʋapeiko? Ciʋapai ɀiɀaro ɀinoshaya namazamu asinomukaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vapei, imi Jehovha, zvino muchavapeiko? Vapei zvibereko zvinopfupfudzika namazamu akaoma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi Tenzi vapei zvamunenge mada kuvapa, vapei kuti vaparadzike pamuviri uye mazamu akaoma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chivapai, Jehovha muchavapeiko? Chivapai zvizvaro zvinoshaya namazamu asina mukaka.
Shona 2009?
Chivapai, Jehovha muchavapeiko? Chivapai zvizvaro zvinoshaya namazamu asina mukaka.
Shona SUB 2002 Bible
Chivapai, Jehovha muchavapeiko? Chivapai zvizvaro zvinoshaya namazamu asina mukaka.