Hosea 9:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃuriro neciȿiniro cewaini haɀiŋgaʋagutsi, waini itȿa icaʋanyeŋgera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapuriro nezvisviniro zvewaini hazvingagutsi vanhu. Waini itsva ichavanyengera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paburiro pacho napachisviniro chewaini hapana chokudya chavanowanapo, uye zvewaini itsva zvichavaperera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Buriro nechisviniro chewaini hazvingavagutsi, waini ichavanyengera.
Shona 2009?
Buriro nechisviniro chewaini hazvingavagutsi, waini ichavanyengera.
Shona SUB 2002 Bible
Buriro nechisviniro chewaini hazvingavagutsi, waini ichavanyengera.