Hosea 9:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Efraimi mushori kunaMŋari waŋgu; kana ari muprofita, rugombe rwomuteyi weshiri ruri munzira dzake dzose, noruʋeŋgo muimba yaMŋari wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muprofita, pamwe naMwari wangu, ndiye nharirire yaEfuremu, asi zvakadaro misungo yakamumirira panzira dzake dzose, uye ruvengo muimba yaMwari wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muporofita ndiye munhu ane basa rokutarisa zvinoitika muvanhu vokwaEfuremu, vanhu vaMwari wangu. Asi muporofita ari kuteyiwa nzira dzake dzose seshiri achivengwa mumba yaMwari wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Efuremu mushori kuna Mwari wangu; kana ari muporofita, rugombe rwomuteyi weshiri ruri munzira dzake dzose, noruvengo muimba yaMwari wake.
Shona 2009?
Efuremu mushori kuna Mwari wangu; kana ari muporofita, rugombe rwomuteyi weshiri ruri munzira dzake dzose, noruvengo muimba yaMwari wake.
Shona SUB 2002 Bible
Efuremu mushori kuna Mwari wangu; kana ari muporofita, rugombe rwomuteyi weshiri ruri munzira dzake dzose, noruvengo muimba yaMwari wake.