Isaiah 1:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀakaʋonekwa naIsaya, mŋanakomana waAmozi, ɀaakaʋona pamsoro paJuda neJerusarema, pamazuʋa aUziya, naJotami, naAhazi, naHezekiya, madzimambo aʋaJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chiratidzo chaIsaya mwanakomana waAmozi, chaakaona pamusoro peJudha neJerusarema pamazuva aUziya naJotamu, naAhazi naHezekia, madzimambo eJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinhu zvakaoneswa Isaya mwanakomana waAmozi pamusoro peJudha neJerusaremu panguva yokutonga kwamadzimambo aya okwaJudha anoti Uziya naJotamu naAhazi naHezekia.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvakaonekwa naIsaya, mwanakomana waAmozi, zvaakaona pamusoro paJudha neJerusaremu, pamazuva aUziya, naJotamu, naAhazi, naHezekia, madzimambo avaJudha.
Shona 2009?
Zvakaonekwa naIsaya, mwanakomana waAmozi, zvaakaona pamusoro paJudha neJerusaremu, pamazuva aUziya, naJotamu, naAhazi, naHezekia, madzimambo avaJudha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvakaonekwa naIsaya, mwanakomana waAmozi, zvaakaona pamusoro paJudha neJerusaremu, pamazuva aUziya, naJotamu, naAhazi, naHezekiya, madzimambo avaJudha.